Duramazwi · zita
Zvinoreva
Muchini ndechose chakagadzirirwa kuita basa nyore uye nokukurumidza.
1
Muchini ndechose chakagadzirirwa kuita basa nyore uye nokukurumidza.
VaNdobwa vane muchini wekusona, wekuruka uye wekuchokonyora chibage.
Kupomba kusunda mvura kubva pamwe panhu, uchishandisa muchini kuti ibude pairi.
2
Muchini mudziyo wakagadzirwa navanhu unokwanisa kushanda wega, nesimba revanhu, nemhepo kana nedzimwewo nzira.
Baba vakatenga muchini wokusonesa unoshanda negetsi.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03muchinjiko
Muchinjiko miti miviri yakapesana.
VerengaSwipe for the next word