Duramazwi · zita
muchina
machine
Duramazwi · zita
machine
Nharembozha inoita kuti unofamba nayo pose pauri asi muchina wenhare unogara muhofisi kana mumba ii.
Anotumira nokugamuchira mashoko vose vanofanira kunge vaine muchina wenhare uyu kuti vakwanise kutumira nokugamuchira mashoko.
Muchina uyu hauchakwanisa kucheka huni nokuti mota yacho yakafa. Haichatendereri.
Duramazwi
01 / 03muchina wekugeza mbatya
washing machine
VerengaSwipe for the next word