Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chishandiso chinoshandiswa kuita mitoro mazhinji panguva imwe (machine).
1
Chishandiso chinoshandiswa kuita mitoro mazhinji panguva imwe (machine).
Makako mushini wekudhonzesa nawo. Hembe dzinotakurwa nechikepe dzinotutirwa nemakako.
Dhiraya mushini unoshanda nemagetsi, unoomesa mbatya, vhudzi kana zvimwewo zvinenge zvagezwa.
Kana mushini wajema unenge waramba kushanda kana kutenderera.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mushininga
Mushininga ibasa rakaoma uye rinorwadza, rinenge richiitwa navanhu.
VerengaSwipe for the next word