Duramazwi · zita
Zvinoreva
Kana chinhu chikanzi mushishi kureva kuti chinenge chiri chemberi uye chakanaka.
1
Kana chinhu chikanzi mushishi kureva kuti chinenge chiri chemberi uye chakanaka.
Nokudaro ndiri mushishi kuunganidza mari yekukuroora tizokwanisa kurera mhuri dzedu pamwe chete.
Musadaro izvozvi tiri mushishi yekutsvaga vamwe vanyori vachanoshandira kuChiadzwa, tinoda gumi chaivo saka renyu basa ratovepo.
Kana chinhu chikanzi mushishi kureva kuti chinenge chiri chemberi uye chakanaka.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mushishimi
Mushishimi mwana anonetsa uye anoonererwa kazhinji kana pane vanhu vakuru.
VerengaSwipe for the next word