Duramazwi · zita
mushoma
extract
Duramazwi · zita
extract
Mushoma izwi rinashandiswa nemunhu wechikuru achitaura munhu mudiki kwaari.
Mushoma izwi rinashandiswa nemunhu wechikuru achitaura munhu mudiki kwaari.
Moto mushoma (ndiwo) unonyautsa muto.
Munyu wenyu munyama iyi mushoma. Madii kuwanza?
Takaiwawadzura nyama yakabikwa pamoto mushoma.
Duramazwi
01 / 03muShona
MuShona munhu anotaura ChiShona somutauro wamai vake.
VerengaSwipe for the next word