Duramazwi · zita
mushonga
antidote · chemical · cure · drug · medicine · Panacea · prescription · vaccine
Duramazwi · zita
antidote · chemical · cure · drug · medicine · Panacea · prescription · vaccine
Mushonga mapiritsi, midzi kana zvimwewo zvinoshandiswa kurapisa, kurwarisa kana kuurayisa zvipuka.
Mushonga mapiritsi, midzi kana zvimwewo zvinoshandiswa kurapisa, kurwarisa kana kuurayisa zvipuka.
Ndipo paya pamunenge makuzonyeperana kuti hanzi heee akamushandisira mushonga.
Doctor vakazomupa mushonga nekuzoita matests avainge vavinga.
Mushonga ndechose chingashandiswa kana kuitwa kudzivirira kuitika kwezvinhu zvakashata.
Mushonga wenyaya yako iyi kungonyarara.
Mushonga webhutsu ndewakaita bota riine ruvara rwakafanana nebhutsu dzacho unoita kuti bhutsu dzibwinye uye dzisakuvadzwa nemvura.
Mushonga wamazino ndewakaita bota unotutuma furo mumukanwa kana munhu achigeza mazino.
Duramazwi
01 / 03mushonga unorwisa mabhakitiriya
antibiotic
VerengaSwipe for the next word