Duramazwi · zita
Zvinoreva
Uyu muti unodyiwa kana kunwiwa nevanhurume unonzi unoita kuti mboro idinye zvakasimba uye kakawanda kuitira kuti vanyatsoładza vakadzi vavo pavanorarar navo.
1
Uyu muti unodyiwa kana kunwiwa nevanhurume unonzi unoita kuti mboro idinye zvakasimba uye kakawanda kuitira kuti vanyatsoładza vakadzi vavo pavanorarar navo.
Uyu mushonga wemusana unoshandiswa nevanhurume unogadzirwa kubva pachikwedzi chine zita irori.
Zinyamhunga mushonga wemusana unogadzirwa nesora rine zita irori.
Zvine chekuita
mudanhatsindi · mugaragunguo · zinyamhunga · chipikiri
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mushongo
Musambarahwa-hwa.
VerengaSwipe for the next word