Duramazwi · zita
Zvinoreva
MuShona munhu anotaura ChiShona somutauro wamai vake.
1
MuShona munhu anotaura ChiShona somutauro wamai vake.
MuShona munhu anotaura ChiShona somutauro wamai vake.
Izwi remumwe mutauro rinoshandiswa muShona.
Mutema munhu ane ganda dema, akaita semuShona kana muNdevere. Vatema vakafararira pasi rose, asi vazhinji vanowanikwa muno muAfrica.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mushonga
antidote
VerengaSwipe for the next word