Duramazwi · zita
mukandirin'anga
Zvinoreva
Mushoperi munhu ane shavi rinokwanisa kuona zvakawandika, achibva azvitaurira vanhu nokuvapa mazano ukuzvigadzirisa.
1

Mushoperi munhu anoenda kunobvunza zvamunetsa kumunhu ane chipo chekuziva zvakavandika.

2

Zvakafanana
Zvine chekuita
n'anga
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mushopwi
Mushopwi munhu anenge arasikirwa nezvinhu zvake zvose.
VerengaSwipe for the next word