KwaunobvaDuramazwiMmushoriwa

Duramazwi · zita

mushoriwa

Zvinoreva

Mushoriwa munhu anogarotarisirwa pasi pane zvose zvaanoita.

Mushoriwa nderimwe zita rinosheedzwa naro vanhu vemutupo weMoyo yeNjaira.

1

2

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mushozhowa

Mushozhowa muti une mashizha akaita seakatsvukuruka, unobereka vana vakaomarara vanodyiwa nembudzi.

Verenga

Swipe for the next word