KwaunobvaDuramazwiMmushumbo

Duramazwi · zita

mushumbo

Zvinoreva

Mushumbo kudokwairira kunoita munhu kurara nemumwe waanenge achiva.

1

Mushumbo kudokwairira kunoita munhu kurara nemumwe waanenge achiva.

Mushumbo kudokwairira kunoita munhu kurara nemumwe waanenge achiva.

Zvakafanana

ruziso

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mushumha

Mushumha muti mukuru wakapfumvutira, unobereka shuma dzinodyiwa, unowanzokura pazvuru.

Verenga

Swipe for the next word