Duramazwi · zita
n'anga
astrologer
Duramazwi · zita
astrologer
N'anga munhu anoshopera uye kurapa kana kukuvadza achishandisa midzi, mashizha kana zvimwewo zvinobva pamiti yakasiyana-siyana.
N'anga munhu anoshopera uye kurapa kana kukuvadza achishandisa midzi, mashizha kana zvimwewo zvinobva pamiti yakasiyana-siyana.
Usachenjedza n’anga kurapwa uchada.
Zvakona n’anga murapwa achida.
Vana vakanga vapera kurwara pakazovhenekwa musha ne-n'anga madzimai mazhinji akapumhwa uroi.
chiremba la
Duramazwi
01 / 03n'angaure
Aka kapuka kane ganda rakaita serechitutamangoro, kanodya maonde kana tsamvi, kachionekwa nguva yezhizha.
VerengaSwipe for the next word