Duramazwi · zita
n'angaure
nyangariro
Duramazwi · zita
Aka kapuka kane ganda rakaita serechitutamangoro, kanodya maonde kana tsamvi, kachionekwa nguva yezhizha.
Aka kapuka kane ganda rakaita serechitutamangoro, kanodya maonde kana tsamvi, kachionekwa nguva yezhizha.
Pataifudza mombe taitamba nezvin'angaure takazvibaya kumashure, izvo zvichirira zvakati mapapiro pararara sezviri kubhururuka.
nyangariro
Duramazwi
01 / 03n'anya
Kuti n'anya kukwira pamusoro pomuti kana pechimwe chinhu chakakwirira.
VerengaSwipe for the next word