Duramazwi
Zvinoreva
Kana kunze kukati n'ai kunenge kwaita chiedza kobva kwaita rima pakarepo.
1

N'ai kwadzo ndedzonucheche dzonukuru dzinoreva kudya.
N’ai kwadzo ndedzomucheche dzomukuru dzinoreva kudya.
Kana kunze kukati n'ai kunenge kwaita chiedza kobva kwaita rima pakarepo.
Mamwe mazwi ane N
NDuramazwi
01 / 03n'an'au
Kuti n'an'au kuruma kunoita mhuka ichibvarura nyama.
VerengaSwipe for the next word