KwaunobvaDuramazwiCchiwororo

Zvinoreva

Chinhu chinokurira.

Chiwororo chinhu chinokukunda kana kukupfidzisa.

1

Kana munhu achinzi chiwororo ane-nge ari iye anokwanisa kudzikamisa vese vanenge vachigara vachiita misikanzwa vachidherera vamwe vanhu.

2

3

4

Chiwororo nde-

Zvakafanana

chipinguramapenzi · chirapamapenzi

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chiwowodza

chese chinokwanisa kupedza dambudziko rinenge riripo. Kuti waoneswa nhamo netsikidzi, chiwororo kupfapfaidza mushonga uyu. 4 Kana munhu achinzi chiwororo anenge ari nyanzvi huru pane chimwe chinhu. Mukomana uyu chiwororo pamasvomhu. Akunda kirasi yose.

Verenga

Swipe for the next word