Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chipunu.
Chiwepu ityava inogadzirwa neganda remhuka. N'ombe dzinofambisa pakurima kana ukadzirova nechiwepu.
1

Kuti shwape kurira kunoita chiwepu kana kuti tyava.
Kushwapika kurova chinhu netyava kana chiwepu.
2

Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chiwi
peninsula
VerengaSwipe for the next word