Duramazwi · zita
chipunu
spoon
Duramazwi · zita
spoon
Chipunu kamudziyo kane mubato murefu nekokupedzisira kwakakombwera, kanoshandiswa kunokoresa zvinhu zvakaita semunyu neshuga.
Chipunu kamudziyo kane mubato murefu nekokupedzisira kwakakombwera, kanoshandiswa kunokoresa zvinhu zvakaita semunyu neshuga.
Mwana anodya bota nechipunu.
Ichi chipunu chakakura zviri pakati nepakati chinoshandiswa pakudya.
Kuchovonjera kutsokotera muriwo muhari nomugoti kana chipunu, kuti upfave ugokwanisa kudyisa sadza.
chihwepura · chiwepu
Duramazwi
01 / 03chipupupu
Chipupupu muitiro wokubatsirana kugadzirisa zvakanganisika nechimbichimbi.
VerengaSwipe for the next word