KwaunobvaDuramazwiCchipuripuri

Duramazwi · zita

chipuripuri

Zvinoreva

Uku kurwa kusina pfungwa kwokungokanda zvibhakera zvisina kunangiswa.

1

Uku kurwa kusina pfungwa kwokungokanda zvibhakera zvisina kunangiswa.

Kurwa kwavakadzi chipuripuri.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chipuriro

Iyi inzvimbo inopurirwa zviyo, inowanza kuva paruware.

Verenga

Swipe for the next word