Duramazwi · zita
Zvinoreva
Chipupupu muitiro wokubatsirana kugadzirisa zvakanganisika nechimbichimbi.
1

Chakava chipupupu kudzimura moto paberere remba.
Chipupupu muitiro wokubatsirana kugadzirisa zvakanganisika nechimbichimbi.
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chipuripuri
Uku kurwa kusina pfungwa kwokungokanda zvibhakera zvisina kunangiswa.
VerengaSwipe for the next word