KwaunobvaDuramazwiCchiwayawaya

Duramazwi · zita

chiwayawaya

Zvinoreva

Uku kupaza danga kunoita zvipfuyo kuti zvibude zviende kwazvinoda. Mombe dzakaita chiwayawaya ndokunodya mumunda mavaridzi.

1

Kana munhu achiwayawaya anenge achifamba-famba zvisina chinangwa chaicho, zviya zvekuvaraidza nguva.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chiwedzerwa

Iri ivara rinozopfekerwa kwekupedzisira kweshoko, iro riine zvarinorevawo. Mavara anoti -wo, -ko, -ba zviwedzerwa zvinoshandiswa somuna, _"Endawo"_, Aendepiko?

Verenga

Swipe for the next word