KwaunobvaDuramazwiCchiwaya

Zvinoreva

Chiwaya rudzi rwechibage chinokangwa chichiputika kubuda zvomukati. Ndiro yanga yakachena nechiwaya.

Chiwaya idhirezi rinenge rakafara zasi kwaro. Chisikana chakazeya dhirezi rikati peku nokuti raiva chiwaya.

1

Chiwaya chigaba chinokangirwa nzungu nenyimo.

2

3

4

Chiwaya mudhebhe wakachekwa kumakumbo awo kuti upfupike. Vakomana vechi diki vanofarira kucheka midhebhe yavo kuita zviwaya.

Zvakafanana

popukoni · kabanga

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chiwayawaya

Uku kupaza danga kunoita zvipfuyo kuti zvibude zviende kwazvinoda. Mombe dzakaita chiwayawaya ndokunodya mumunda mavaridzi.

Verenga

Swipe for the next word