Duramazwi · zita
muti
tanned · tree
Duramazwi · zita
tanned · tree
Muti imhando yezvinhu zvinomera zvega pasi, kana kudyarwa, asi zvichireba kupfuura uswa.
Muti imhando yezvinhu zvinomera zvega pasi, kana kudyarwa, asi zvichireba kupfuura uswa.
Maunga marema kudya muti waagere.
Muti haumbonyorwi nemvura!" Mombe haana kupindura, akaramba achivaka zvake.
Nhai baba, kana tichida kugadzira mukoko tinokwatura muti rudzii?
Muti mapiritsi, midzi kana zvimwewo zvinoshandiswa kurapa vanhu, kana kuvakuvadzawo zvakare.
mumbuti · mushonga
Duramazwi
01 / 03muti usina zita
Uyu muti unonwanikwa uchingova mumwe chete wakareba zvikuru, usina mapazi akawanda.
VerengaSwipe for the next word