Duramazwi01 / 03poriKuti pori kupinda kwechinhu mune chimwe chinhu. Kambeva kakati pori kuwira mumwena.Verenga→
Duramazwi03 / 03porodzaKana mbesa kana muti uchinzi waporodza unenge usi na kubereka vana kana michero yakanaka.Verenga→