KwaunobvaDuramazwiPporiyo

Duramazwi · zita

poriyo

polio

Zvinoreva

Poriyo chirwere chakaipa chinogona kukuvadza nhengo dzomuviri, chichiita kuti dzisisazokura kana kutoitisa mhetamaku-mbo.

1

Mwana wenyu akabayiwa poriyo here uyu?

Poriyo chirwere chakaipa chinogona kukuvadza nhengo dzomuviri, chichiita kuti dzisisazokura kana kutoitisa mhetamaku-mbo.

Poriyo mushonga unobaiwa vana senzira yokuvharidzira chirwere chemhetamakumbo. Onai kuti mwana wenyu abaiwa poriyo nengva kwayo.

2

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

porodza

Kana mbesa kana muti uchinzi waporodza unenge usi na kubereka vana kana michero yakanaka.

Verenga

Swipe for the next word