KwaunobvaDuramazwiPporofita

Duramazwi

porofita

prophesy

Zvinoreva

Kana munhu achiporofita anenge achitaura zvinhu zvichaitika kana kuti zvakaitika kune mumwe munhu zvaanenge achiti ari kuudzwa nomweya mutsvene.

1

Kana munhu achiporofita anenge achitaura zvinhu zvichaitika kana kuti zvakaitika kune mumwe munhu zvaanenge achiti ari kuudzwa nomweya mutsvene.

Hameno kuda havo sezvo vaive mufundisi wekuchechi pamwe vaiporofita havo.

Rusando ibasa rinoitwa nemuporofita kana nen'anga pamunhu mumwe chete kana pavazhinji.

Kubvunzira kuenda kundotsvaga zviri kunetsa kun'anga kana kuchiporofita.

2

Kana muporofita achiporofita anenge achitarisa nekuona zvakanaka nezvinonetsa muupenyu hwemunhu, nekuzomupawo munamato wekutetera ungamubatsire kana zvinhu zvisina kumira zvakanaka.

Mamwe mazwi ane P

P

Swipe for the next word