KwaunobvaDuramazwiPporomoka

Duramazwi

poromoka

sloppy · steep

-pfodzoka

Zvinoreva

Kuporomoka kuwa kunoita munhu achibva pakakwirira.

1

Kuporomoka kuwa kunoita munhu achibva pakakwirira.

Akaporomoka mumuti akamarwamarwa maoko nemasanzu.

Kuporomoka kuwa kunoita munhu achibva pakakwirira.

Kuti kungururu kuporomoka nokupozo- moka kwechinhu chakatenderera chinenge chasairirwa kumateru.

Zvakafanana

-pfodzoka

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

poromora

Kuporomora chinhu kuchidonhedza kubva pachanga chiri chichinowira pasi.

Verenga

Swipe for the next word