KwaunobvaDuramazwiPporomosheni

Duramazwi · zita

poromosheni

Zvinoreva

Mumabasa, poromosheni kukwidziridzwa kwemunhu achiendeswa padanho repamusoro.

1

Mumabasa, poromosheni kukwidziridzwa kwemunhu achiendeswa padanho repamusoro.

Ndakange ndamirira poromosheni ya-cho kwemakore akawanda zvokuti yakazouya ndatoora mwoyo.

Mumabasa, poromosheni kukwidziridzwa kwemunhu achiendeswa padanho repamusoro.

2

Muzvitoro, poromosheni kukurudzira vanhu kuti vatenge chimwe chinhu.

Mazuvano sipo iyi yakaderedzwa mutengo kumasupamaketi nokuti iri papuromosheni, type the citation here.

Mamwe mazwi ane P

P

Duramazwi

01 / 03

poromota

Kana ukaporomota munhu unenge wamukwidziridza pabasa rake, ava nechikundya chiri pamusoro pane chaambenge anacho.

Verenga

Swipe for the next word