KwaunobvaDuramazwiKkunguruka

Duramazwi

kunguruka

Zvinoreva

Kukunguruka kukoromoka kunoita chinhu chichi- bva kwakakwirira chichienda kwa kadzikira.

1

Kukunguruka kukoromoka kunoita chinhu chichi- bva kwakakwirira chichienda kwa kadzikira.

Takasaidzira dombo tiri pamusoro pegomo rikakunguruka.

Kana panhu pakaungama panenge pakarereka zvokuti chinhu chinogona kukunguruka.

Mamwe mazwi ane K

K

Duramazwi

01 / 03

kungururu

Kuti kungururu kuporomoka nokupozo- moka kwechinhu chakatenderera chinenge chasairirwa kumateru.

Verenga

Swipe for the next word