Duramazwi
Zvinoreva
Kupinduka kwechinhu chikuru chichiburuka pazvikomo.
1
Kupinduka kwechinhu chikuru chichiburuka pazvikomo.
Kungundumuka kudonha kwechinhu chinenge dhiramu kubva zvakaita semungoro.
Kugundumura kufamba kwevanhu vakawanda pamwe chete. Vanhu vakagundumuka kuenda kudzimba dzavo pakapera mutambo.
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gundumura
Kukunguruka kana kufamba kwezvinorema kana zvizhinji.
VerengaSwipe for the next word