Duramazwi
-pugumura-gundumura
Zvinoreva
Kukunguruka kana kufamba kwezvinorema kana zvizhinji.
1

Kugundumura kutinhira kunoitika kana mvura yoda kunaya.
Kugundumura kufamba kwevanhu vakawanda pamwe chete. Vanhu vakagundumuka kuenda kudzimba dzavo pakapera mutambo.
2
Kugundumura kukunguruka kwechinhu chinorema.
3
Kugundumura kutinhira kunoitika kana mvura yoda kunaya.
4
Kugundumura kufamba kwevanhu vakawanda pamwe chete. Vanhu vakagundumuka kuenda kudzimba dzavo pakapera mutambo.
Zvakafanana
-pugumura · -gundumura
Mamwe mazwi ane G
GDuramazwi
01 / 03gundumure
Gundumure munhu anenge aine musoro mukuru.
VerengaSwipe for the next word