KwaunobvaDuramazwiGgunduru

Duramazwi

gunduru

Zvinoreva

Kukunguruka zvine ruzha.

1

Kukunguruka zvine ruzha.

Kuti gunduru kukunguruka kwechinhu chakavhurika pakati, chinorema.

Kuti gunduru kupedza chinhu chawanga uchidya kana kunwa.

2

Kuti gunduru kupedza chinhu chawanga uchidya kana kunwa.

3

Kuti gunduru kukunguruka kwechinhu chakavhurika pakati, chinorema.

Dhiramu rakadonhera pasi,

Mamwe mazwi ane G

G

Duramazwi

01 / 03

gundurudza

richibva rati gunduru paruware. 3 Kuti gunduru kuita ruzha runonzwika, sezvinoita mugomo unenge warohwa nedombo.

Verenga

Swipe for the next word