KwaunobvaDuramazwiKkungura

Duramazwi

kungura

-demba-tsumba

Zvinoreva

Kukungura kufunga kuti dai ndakaziva ndisina kuita zvimwe zvinhu, kana zvichinge zvazokuipira.

1

Kukungura kufunga kuti dai ndakaziva ndisina kuita zvimwe zvinhu, kana zvichinge zvazokuipira.

Paakabi- rwa mari yake nekoronyera yaaiga- ra nayo, akakungura kuti dai akazi- va akateerera shamwari dzake dzai- gara dzichimuruma nzeve.

Kungura-ngura kuregedzeka kunoita badza kana demo riri pamupinyi nokuda kweburi rinenge rakakurisa.

2

Kukungura kufunga nekusu- wira chinhu chaunoda, asi iwe usi- ngakwanisi kuchiita kana kuchiwa- na panguwa iyoyo.

Ndinogara ndi- chikungura kuti dai ndiine mari zva- ngu, ndaitenga zimba rangu rema- ndiriri.

Zvakafanana

-demba · -tsumba

Mamwe mazwi ane K

K

Swipe for the next word