Duramazwi · zita
demba
regret
Duramazwi · zita
regret
Demba ivhudzi shoma rinosiyiwa mumusoro womunhukadzi pachinyarwa kuti haangazoiswi musvuu.
Demba ndekamwe ketukove tudiki tunodyiwa twamboomeswa.
Kuzvishungurudza pamusoro pezvakanganisika.
Demba idende hombe rinotakurirwa kana kuchengeterwa mvura kana hwahwa.

Kana uchidemba zvawaita unenge uchizvisvora uchifunga kuti dai wanga wazvirega.
Kana uchidemba mumwe munhu unenge uchishuvira kuti dai anga ari pauri. _Muwandire wange wakaita doro waita kuti ndikudembe mumwe wangu_.
Kana munhu achidemba anenge achitaura nenzira inotaridza kuti ari kurwadziwa nezvinenge zvaitika kwaari kana kuti kune mumwe munhu.
Demba idende hombe rinotakurirwa kana kuchengeterwa mvura kana hwahwa.
Akademba hake kuti deni mwari vasina kumusika nokuti inhamo yoga yoga.
Muviri waive warukutika zvekuti ndakatodemba kuti dai kwaive iko nezuro kwandaive ndaitirwa ndakagara.
Hazvibatsiri kukungura/kuzodemba iwe watopinda mumatambudziko.
matemba
-kungura
Duramazwi
01 / 03dembaremba
Dembaremba rudzi rukuru rwembeu yomupunga, rune tsanga huru. Dembaremba redu harina kunyatsosvika nokuda kokusanaya kwemvura zvakanaka.
VerengaSwipe for the next word