KwaunobvaDuramazwiDdembe

Duramazwi · zita

dembe

jeketera

Zvinoreva

Dembe kufara kunoita vanhu, vachitamba ngoma vachimwa doro.

Dembe ibenga renhumbi rinobvaruka roramba rakarembera pasi.

Kana tambo yakati dembe inenge yakadzikira nechepakati payo nokuda kokuti inenge isina kukakatwa.

1

Ndakabatirwa hembe newaya ikasara rangova dembe.

2

3

Zvakafanana

jeketera

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

dembedzeka

Kudembedzeka kutaura kokuchema-chema kunoita kuti zvinotaurwa zvinzwise tsitsi.

Verenga

Swipe for the next word