KwaunobvaDuramazwiDdema

Duramazwi · zita

dema

black

-temahata

Zvinoreva

Ichi chipauro chemupanda 5 chinotsanangura chinhu chine ruvara rwusvipa.

Kunyatsonanga nokurova.

Dema mutambo unotambwa nebhora reuswa.

1

Ichi chipauro chemupanda 5 chinotsanangura chinhu chine ruvara rwusvipa.

Ndaona imbwa chena ine nyerekete dema.

Sondya igonye dema rinodyiwa, rinogara mumupani uye rinoonekwa kana mvura yanaya.

Iri isvosve dema guru rinonhuhwa, rinoruma zvinorwadza chaizvo kana ukaritsikirira.

2

Kunyatsonanga nokurova.

Ndaona imbwa chena ine nyerekete dema.

Sondya igonye dema rinodyiwa, rinogara mumupani uye rinoonekwa kana mvura yanaya.

Iri isvosve dema guru rinonhuhwa, rinoruma zvinorwadza chaizvo kana ukaritsikirira.

3

Kana wadema nyimo yemumwe pamutambo wekudzisika unenge wairova ichibuda mugango.

4

Kana chipfeko chakakudema chinenge chakamira zvinoyevedza pamuviri wako.

5

Kudema kubva wataura zvacho chaizvo zvinenge zvirizvo zvinojekesa nyaya yose. Sekuru vanga vachinyara. Zvino iwe ndiwe wadema nyaya yose nokutaura usina nyadzi.

6

Dema mutambo unotambwa nebhora reuswa.

Dzedze kamuti kane gwati dema kanowanikwa munzvimbo dzine uswa hwakawanda.

Kana uchisvisva unenge uchiita kuti jira rive dema, uchishandisa mushonga.

Chikodza rudzi rwesvosve dema, diki, rinoruma zvinorwadza chaizvo.

Zvine chekuita

-tema · hata

Mamwe mazwi ane D

D

Duramazwi

01 / 03

demahope

Demahope musoro unorwadza uchiita zvokutema nechokumusorosoro kwemhino.

Verenga

Swipe for the next word