KwaunobvaDuramazwiHHata

Duramazwi · zita

Hata

large clay pot (for beer or water)

gungirodema

Zvinoreva

Kuhata kutadza kuibva kunoita muriwo wemumhodzi, mapudzi kana chibage.

Hata uswa kana chichira chinomonwa choiswa pakati pamusoro kuitita kuti utsige nyore zvinorema zvakaita sehuni kana chirongo.

1

Chisi chako, rembedza maoko, rega kukungira hata.

Rudo, kana mava kuenda kuhuni, tora chijuzu changu ichi chakasimba ugonokunga hata.

Kutyesa kumona jira kuita hata yaunoisa mumusoro kuti ukwanise kutakura chimwe chinhu usingarwadziwi.

2

3

Hata ibhora reuswa rinotambiswa mutambo unonzi dema.

Zvakafanana

gungiro

Zvine chekuita

dema

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hata hata

Kuti hata hata kufema uchizarirwa pamusana pokushatirwa.

Verenga

Swipe for the next word