Duramazwi · zita
mariro
funeral
Duramazwi · zita
funeral
Mariro inguva yekuchema mufi.
Mariro inguva yekuchema mufi.
Dongamabwe idoro rinobikirwa vanhu vose vakabatsira pakuvigwa komufi kana mariro apera.
Ndakakaruka ndabwodoka kutaura nezvenhabvu, isu tiri pamariro.
Kukotana kuungana kwevanhu pamwe chete pamariro kana panhimbe.
Duramazwi
01 / 03marisa
Marisa mashizha kana mauswa anowanikwa mumwena wembeva.
VerengaSwipe for the next word