KwaunobvaDuramazwiRrapa

Duramazwi · chiito

rapa

cure

Zvinoreva

Kurapa kupa mushonga wokuti murwere apore.

1

Kurapa kupa mushonga wokuti murwere apore.

N'anga iyi inogona kurapa zvirwere zvakawanda.

Vanachiremba vanenge vokwanisa kurapa zvavanonatsonzwisisa pamurwere vanhu vanogona kuronga ramangwana nguva ichipo.

2

Kana chinwiwa chichirapa nyota chinenge chichinyatsoipedza.

Ndanwa mvura yanga ichitonhorera zvekuti yabva yarapa nyota yangu yese.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rapanura

Kurapanura kududzira chirahwe chinenge chataurwa.

Verenga

Swipe for the next word