KwaunobvaDuramazwiRrapatika

Duramazwi

rapatika

Zvinoreva

Kurapatika kudonhera pasi kwemunhu asingapfakanyiki.

1

Kurapatika kudonhera pasi kwemunhu asingapfakanyiki.

Kugwarakwata kuparapatika vanhu vachitsvaka chinhu chavanenge vasiri kuona.

Kana munhu achiparapatika anenge achitsvaga chinhu pose pose achikurumidza.

Kuparapatika kukaruka munhu wasimuka uchipatika kubva kuhope.

Mamwe mazwi ane R

R

Duramazwi

01 / 03

rapira

Kana munhu achirapira anenge angoita chimwe chinhu senzira yokuti zvinhu zviri kuitwa zvifambe, nokusiya maitire ake amazuva ese. Havamwe doro asi vangodzvuta mukombe senzira yokurapira padoro remudzimu.

Verenga

Swipe for the next word