KwaunobvaDuramazwiNnyamukuta

Duramazwi · zita

nyamukuta

midwife

Zvinoreva

Nyamukuta munhu anoita basa rokubatsira vakadzi pakuzvara. Kare vanhu vakuru vechikadzi ndivavo vaiita vananyamukuta asi iko zvino muzvipatara mavawo naananyamukuta vechirume.

1

Nyamukuta munhu anoita basa rokubatsira vakadzi pakuzvara. Kare vanhu vakuru vechikadzi ndivavo vaiita vananyamukuta asi iko zvino muzvipatara mavawo naananyamukuta vechirume.

Kuchenjedza nyamukuta kuzvara uchada.

Ichi chipo chinopiwa nyamukuta anenge abatsira pakusununguka kwemudzimai, zvikuru kana pane zvanga zvichinetsa pabasa racho.

Pavakaona mwana azvarwa aine tumazino mukanwa, vanyamukuta vakangoti nazvo kanha.

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyamunhu

Kana vanhu vachinzi vana vanyamunhu vanenge vaberekwa nemunhu mumwe chete.

Verenga

Swipe for the next word