KwaunobvaDuramazwiNnyamututa

Duramazwi · zita

nyamututa

nyamututadhodhi langoko

Zvinoreva

Nyamututa kambuyu kanotora ndove kana tsvina yevanhu koikungurutsira mumwena makanogara.

1

Zvakafanana

nyamututadhodhi la

Zvine chekuita

ngoko

Mamwe mazwi ane N

N

Duramazwi

01 / 03

nyamwaka

Nyamwaka izwi rinoreva kuti gore rino.

Verenga

Swipe for the next word