KwaunobvaDuramazwiNngoko

Duramazwi · zita

ngoko

beetle

nyamututa lachitutamatuzvichitutanyamusenga la

Zvinoreva

Ngoko chinanairwa chine musana wakaomarara, kanobhururuka uye kanokungurutsa ndove koisa mumwena mako.

1

Ngoko chinanairwa chine musana wakaomarara, kanobhururuka uye kanokungurutsa ndove koisa mumwena mako.

Kana ngoko ichikungurutsa chibhora chendove inenge ichichifambisa nepasi ichiita zvekuchisairira.

Furamera rumwe rudzi rwekapuka kanobhururuka nokutaridzika sengoko, kanoti kana kakakuisa mvura yako unodhomoka.

Zvakafanana

nyamututa la · chitutamatuzvi · chituta · nyamusenga la

Mamwe mazwi ane N

N

Swipe for the next word