KwaunobvaDuramazwiSsirivha

Duramazwi

sirivha

silver

sirivhera

Zvinoreva

Sirivha isimbi chena inopenya uye inogadziriswa mhete nezvimwewo zvakakosha.

1

Sirivha isimbi chena inopenya uye inogadziriswa mhete nezvimwewo zvakakosha.

Sirivha isimbi chena inopenya uye inogadziriswa mhete nezvimwewo zvakakosha.

Chiware mutambo unotambwa vanhu vachishandisa mari yemasirivha kana zvuma.

Kuchochodza kurovanisa mari yesirivha kana zvimwe zvinenge zviri muhomwe, uchiitira kuti zvirire.

2

Sirivha imari yesimbi.

Zvakafanana

sirivhera

Mamwe mazwi ane S

S

Swipe for the next word