KwaunobvaDuramazwiSsirogani

Duramazwi · zita

sirogani

slogan

Zvinoreva

Sirogani maitiro kana matauriro akafanana anoitwa nevanhu vechikwata chimwe chete pavanosangana, senzira yekutaridza kubatana uye kuzvisiyanisa nevamwe.

1

Sirogani maitiro kana matauriro akafanana anoitwa nevanhu vechikwata chimwe chete pavanosangana, senzira yekutaridza kubatana uye kuzvisiyanisa nevamwe.

_Sirogani yaiva imwe chete iyoyo, "Pamberi nekubatana!"_

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

sisa

Kana mombe yasisa, minyatso yayo inenge yanyorovera mushure mokumwiwa nemhuru zvokuti inenge yava kubvira kukama.

Verenga

Swipe for the next word