Duramazwi
Zvinoreva
Kana mombe yasisa, minyatso yayo inenge yanyorovera mushure mokumwiwa nemhuru zvokuti inenge yava kubvira kukama.
1
Kana mombe yasisa, minyatso yayo inenge yanyorovera mushure mokumwiwa nemhuru zvokuti inenge yava kubvira kukama.
Kana n'ombe ichinzi yaturikira inge yaramba kusisa asi iyo ine mukaka wakawanda muzamo.
2
Kana mombe ichisisa inenge ichibuda mukaka wakawanda zvikuru. Sirika inosisa zvokuti inozadza chigubhu iri yoga.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03sisi
Sisi mukomasikana wako kana iwe uri munhukadzi.
VerengaSwipe for the next word