Duramazwi
sisidza
-sisidzira
Duramazwi
Kana mhuru ichisisidza mai vayo inenge ichivayamwa zvinoita kuti mukaka uite.

01 / 03sisima
Kana wakasisima unenge wakasenga zvinhu zvinorema.
VerengaSwipe for the next word