KwaunobvaDuramazwiSsisi

Duramazwi · zita

sisi

Zvinoreva

Sisi mukomasikana wako kana iwe uri munhukadzi.

1

Sisi mukomasikana wako kana iwe uri munhukadzi.

Chero zvekubatiswa tsvina yasisi Noku ndakatombozvikangwa ndakufarira sisi vangu.

Mama vakasvika vachiedza kutaura navo Sisi Noku but zvaingova zvimwechete.

Vakauya ana sisi Noku ndokubva vangosvika vachipfuura pandaive vasina chero kunditaudza.

2

Sisi ihazvadzisikana yako kana iwe uri munhurume.

3

Sisi izita rinoshandiswa nevamwe pakudeedza kana kutaura nemunhusikana wavasingazivi.

4

Sisi izita rinoshandiswa nevamwe kudeedza munhukadzi anovaitira basa remumba.

Mamwe mazwi ane S

S

Duramazwi

01 / 03

sisidza

Kana mhuru ichisisidza mai vayo inenge ichivayamwa zvinoita kuti mukaka uite.

Verenga

Swipe for the next word