Duramazwi · zita
Zvinoreva
Uyu musikana wawakaberekwa naye mudumbu mumwe asi ari mukuru kwauri.
1
Uyu musikana wawakaberekwa naye mudumbu mumwe asi ari mukuru kwauri.
Sisi mukomasikana wako kana iwe uri munhukadzi.
2
Uyu musikana womumhuri menyu, mukuru kwauri.
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mukombatendi
Muchiuto mukombatendi munhu anenge aine basa rekurwa muhondo.
VerengaSwipe for the next word