KwaunobvaDuramazwiSsuva

Duramazwi

suva

Zvinoreva

Kusuwira chimwe chinhu chaudasada.

1

Kusuwira chimwe chinhu chaudasada.

Chahwa mukati meruoko matinoshandisa pakubata zvinhu kana kusvinyanga musuva wesadza.

Kutsvarangidza kupedzisa zvimuto zvinenge zvasara mundiro, uchishandisa musuva wesadza.

Kubhigura kugura musuva mukuru kubva pamukonde wesadza.

Mamwe mazwi ane S

S

Swipe for the next word