Duramazwi
Zvinoreva
Kushuvira nenzira yehupenyu.
1
Kushuvira nenzira yehupenyu.
Kubonhora kutamba nomuviri wako uchizvinyeredza uchisuwira kurara nemumwe munhu.
Kukwenya mhuno nekasiyanwa kusuwira kukunda kana kubudirira pane zvinhu zvakagozha zvinenge zvichiitika.
Idzi ishungu dzokusuwira kuti zvimwe zvinhu zviitike.
Mamwe mazwi ane S
SDuramazwi
01 / 03suzwe
Munhu anonzi isuzwe anenge asingafariri basa zvachose.
VerengaSwipe for the next word